Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka
Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Zuva ravira kunze kwadoka