Are you an artist? Make the most of your lyrics with Musixmatch Pro!
Add translation
Share
These Lyrics are yet to be verified
3 contributions
over 7 years ago
Translations

Lyrics of Ndini Uya Uya by Soul Jah Love

Ndomutenda changara
Mwari baba ndovakaita azouya pedyo neni
Ndanga ndatoparara
Vehukama vese vanga vatondikanganwa aaaha
Conquring shumba ndinotauraah
Nhasi chimbo changu ndinoshauraah
Batai baba ba ba ba
Hauite hauite
Vavengi vangu veseka nhasi vanonyara
Nekuti chimbo chemoyo wangu ndazonyora
Vakanyira paye pavakadyira
Nekuti vakakura vachingondikanyira
Nhamo urimbo inonamirira
Ndanga ndakamira nguva yangu yasvika
Pese pacho pandinenge ndatsika
Chaputikaa kana ndasvikaah
Zvaingonzi zvabiwa ndini ndainzi ndaba
Zvaingonzi zvadyiwa ndini ndainzi ndadya
Aingonzi apihwa ndini ndainzi ndapa
Paingonzi pafiwa ndini ndainzi ndafa
Asi nhasi
Nhasi uno, nhasi uno
Ndini ndini ndini ndini ndini
Ndasi uno ndiniiih
Ndiniih
Ndini uya uya
Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko
Ndini uya uya ndini uya uya wamaigara muchingotuka nemashoko
Ndini uya uya
Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko
Ndini uya uya
Ndini uya uya
Nhasi uno ma nhasi uno
Hameno chakaita kuti vandirambe
Vaingoti mwana uyu irombe
Hupenyu hwangu inika hwusingafambe
Ndichirwara
Nhasi rega ndisimbe
Asika vsingonditi haaana chaanogona
Vese vachingoti uyu tatomukona
Asi ndaingosimbiswa namukoma
Ramba uchingorova ako mangoma
Vainditumandichienda ndisingakome
Ende nhasi uno tarisa uone
Chavanga vakarasa chiya, tarisa uone wavanga wakakanganwa ndini
Ndini ndini ndini ndini ndini ndiniii
Ndiniiii ndini ndini
Ndini uya uya
Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko
Ndini uya uya ndini uya uya wamaigara muchingotuka nemashoko
Ndini uya uya
Ndini uya uya wamaigara muchingonditi imboko
Ndini uya uya
Ndini uya uya
Nhasi uno ma nhasi uno
Panga pasina aimbozvipa kuti ndaswera sei
Kana kuti ini ndicharara sei
Kuna kuti futi ndichagara sei
Ndichafara sei,
Ndichafara sei
ti hameno ikoko
Vese vachingoti anenge mboko
Muchinatsurudza enyu mashoko vachingotaura hameno ikoko
Nhasi ndozvisimbisa hapana anondipikisa, handife ndichavarwisa hapana anondityisa
Hapana anondirwisa hapana anondishandisa hapana anondi
Eeih na bad are dem
Ndovatenda ivo nyadenga
Kwese kwandichaenda
Hauite hauite
Handikanganwe ndichingovatenda
Ndichingovatenda
Kumberi ndichaenda
Hazvife zvakabhenda
Ndini ainzi mbavha
Ndini ainzi anoba
Aiinzi tsotsi(ndini)
Ndichinzi rombe (ndini)
Ndichinzi muroyi (ndini)
Ndichinzi zvese zvakaipa ndini
Ndichinzi uya uya
Anenge
Anenge
Itsotsi
Anoba
Anenge muroyi
Inenge pfambi
Haana chaainacho
Vaingonditaura
Vaingonditaura
Asi ndakayaura ndokuramba ndakashingirira ini
Ndokuramba ndakashinga pasina kana chinondipinga ndichingo
Enda ndichingopinda
Pavai handimbopinda
Asi ndichishinga
Ndaingoshanda PTK
Vaudze tichabudira kuUK
Ehe
Conquring
Full bar and catering

Contribute

To-do

Structure Tag
Identify the song's sections

Completed

Lyrics
Lyrics in time with music
Performers Tag
Identify who's singing what

Credits

This song has no credits yet

Contributions

Last edit over 7 years ago
Are you an artist? Distribute your lyrics!
Take full control of your lyrics. Curate, sync, and distribute your lyrics on Spotify, Apple Music, and more.
Explore Musixmatch Pro