Handiite politics but handibude muParty ini
(Iyeaah, yeaah, iyeaah, yeaah)
Pano paParty office handireve Mukwati ini
(Iyeaah, yeaah, iyeaah, yeaah)
Nzvimbo iri kukicka sekarate
Bhobho mhanya unodeedza paparazzi
Vapfana vachidiki vane tunhu twavo tovada panapa, paita shark
Hapana rally saka shoko ngarisvike ikoko kuti paita Party
One Party yekuti zvimoko zvine mabikini
Fanike muri muSummer ndichifara ndiri pabeach ini
Party yangu hausi musangano, haisi meeting
Kufara nemaGafa ndichingomwa madrink
Handiite politics but handibude muParty ini
(Iyeaah, yeaah, iyeaah, yeaah)
Pano paParty office handireve Mukwati ini
(Iyeaah, yeaah, iyeaah, yeaah)
One party paZimbabwe isina basa nemavotes
Ine basa nezvibhodhoro, makuvha nemaquarts
Pakushanda maziso zvino kudiluta matots
Wanikwe vamwe vaknocka zvino rabada negotsi
Makuvha opisa Bhobho vhura boot tora chicooler box
Fona Joza baba Tencen huyai muri two naNox
Hapana mutemo panapa sandi kuchikoro kunonzi pull up socks
Kwinji ndipasse two macokes